Chikodzo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Malachi Chikodzo; Tafadzwa Chikodzo; Trust Chikodzo.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Chopi vanoti kukodza (v. to serve). Mamwe mazwi: Chikodzo (n. service , that by which service is done).
  • Chopi vanoti kodzo (n. service, the service performed).