Chikoriya (Chihangwu: 한국어; Chihanja: 韓國語) mutauro weKoriya Chamhembe ne Koriya Maodzanyemba.

Hangul (Hangwu)

Vambo rezita chinjirudza

Mu Chikoriya mutauro wavo unonzi Hangukeo.

  • 한 (Han)
  • 국 (Guk)
  • 어 (eo)

Kunyora Chikoriya chinjirudza

Mabhii chinjirudza

Makoriya anoshandisa kunyora mabhii avanoti Hangul (Chishona: Hangwu), uye vanoshandisa Hanja yakabva kumabhii eChichayina anonzi Hanzi. Aya anoshandiswa wo muChijapani.

Zvinzvanyira (zvivaramai) chinjirudza

한국어 Han-guk-eo Hanguko
Hangwu
Chiroma/

Chiratini

g kk n d tt r m b pp s ss j jj ch h
k k n t l m p t t ng t t k t p t

ng yemuChikoriya yakafanana ne n' yeChishona, muenzaniso:

  • Saranghaeyo (Ndinokuda)

MuChishona inonyorwa se:

  • Saran'iheyo

Zvinzvovera (zvivaramwana) chinjirudza

한국어 Han-guk-eo Hanguko
Hangwu
Revised Romanization a ae ya yae eo e yeo ye o wa wae oe yo u wo we wi yu eu ui

yi

i

Mabviro eruzivo chinjirudza