Chikorwa izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane mazita aya: Batsirai Chikorwa; Lydia Chikorwa; Rumbidzai Chikorwa; Thelma Chikorwa.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Lubukusu inoti sííkholwá (n. act; deed) kureva chiito.
  • Luganda inoti ekikolwa (n. act; deed) kureva chiito.
  • Lubwisi vanoti kikoluwa (n. Act, action). Mamwe mazwi: kikoluwa kya mukono (n. Action of the hand).
  • Lubwisi inoti kikoluwa kya mubili (n. Physical action).