Chikukutu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Faith Chikukutu; Teererai Chikukutu; Panashe Chikukutu; Vimbiso Chikukutu.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Mbukushu inoti thikukutu (n. July - in reference to drought).