Chikumbu
Chikumbu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Rumbidzai Chikumbu; Beauty Chikumbu; Nyashadzashe Chikumbu; Kudakwashe Chikumbu; Naume Chikumbu.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.