Chikutika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Chipo Chikutika, Anna Chikutika; Stephen Chikutika; Samuel Chikutika.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emutauro yeBantu anotadzana.

  • VaBemba vanoti cikutika; kutika kana bundama (adj. Cloudy).