Chilala izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi ne Zambia.

  • Vanhu vane zita iri: Vairet Chilala; Benadeta Chilala; Chilala Chabota; Mukampende Chilala.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.