Chilambo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Mwayi Chilambo; Tamala Chilambo; Taibu Chilambo; Vera Chilambo.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Yao inoti chilambo kana lilambo (area; territory ruled by a chief; flat country).
  • Maconde inoti chilambo (land, area, country).