Chilembo sezita
Chilembo izita remhuri rinowanikwa muZambia, Malawi neAngola.
- Vanhu vane zita iri: Mauricio Chilembo; Adelina Chilembo; Mwayi Chilembo; Ezelina Chilembo.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Bemba inoti ifilembo (n. Alphabet).