Chilonga inzvimbo iri muZimbabwe inowanikwa kuchamhembe kwakadziva kumabvazuva kweguta reChiredzi pedyo neRwizi Runde. Nzvimbo iyi yakagarwa nerudzi rweShangaan/Tsonga kubva mumakore e16 century.

Madzinza eVaTsonga chinjirudza

Mitupo weVaTsonga inosanganisira: Chauke, Baloyi, Makondo, Manyisa nemamwewo.

Nzvimbo dziri Pedyo chinjirudza