Chimbara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Bright Chimbara; Casper Chimbara; Jonas Chimbara; Bertha Chimbara.
  • Chimbara isadza rakarara kana kuti munya.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.