Chimedu

Chimedu (a fragment, small part of a whole) zvinoreva chikamu chidiki chinobva pakumedura chinhu chizere.

Mitauro yeBantuEdit

  • Kinande inoti akatsaru (n. a little piece, a small part of a whole).