Chindika sezita
Chindika izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Nyengeterai Chindika; Wellington Chindika; Chindika Sakala; Chindika Naka.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.
- Bemba inoti cindika (n. celebrate) kureva kupembera.