Chinembanga sezita
Chinembanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Anesu Chinembanga; Tsungai Chinembanga; Vimbai Chinembanga; Idah Chinembanga.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Lingala? inoti mbanga (v. speed) kureva spidhi.
- Maconde inoti chinemba (n. friendship) vachireva hushamwari.