Chinganga (impetuous person) zvinoreva munhu anoda kuita zvinhu chimbichimbi zveganyavhu nefosi. Munhu uyu anoyerekana ada kuita zvinhu uye achikasira kuita zvisina kumbopa nguva yokufunga, zvaanzwa ipapo anoda kubva aita.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Vatauri veChewa vanoti chinganga (chest; breast bone).
  • VaLozi vanoti bunganga kana bupangi (profession of a carpenter).
  • Vatauri veYao vanoti chinganga (a necklace of beads).
  • VaTonga vanoti inkanka (n. strong man) kureva murume akagwinya.