Chingumba izita remhuri rinowanikwa muZambia, neZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Maxwell Chingumba; Nyasha Chingumba; Tamara Chingumba; Agness Chingumba.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Umbundu inoti ocingumba kana omaluku (n. robber).