Chinyaridi
Nyavada (Chirungu: Scorpion) kana chinyaridi uye rize. Zvinyavada zvese zvine neurotoxic uturu uye iyo gland yehuturu iri kumucheto kwemuswe.[1] Zvinyavada zvinoratidza mutsauko mushoma wepamasikirwo azvo, kunyange hazvo zvinyavadarume kazhinji zviri zvitete uye zvine miswe mirefu kupfuura zvinyavadakadzi. Hofori pakati pezvinyavada dzinosanganisira imwe yeruvara tema inonzi:[2]
- Nyavada Madzishe kana "emperor scorpion" muChirungu (Pandinus imperator),
Ndeyerudzi rwemu Afrika rwunowanikwa muGini (Guinea), mwiri yayo yakareba kusvika 18 cm (7 inches) uye inorema magiramu 60 (anopfuura ma2 ounces).[2] Pamusoro pezvo, nyavada yakarebesa paRinopasi rese inonzi:
- Nyavada yedombo (Hadogenes troglodytes)
Inowanikwa kuSouth Afrika; nyavadakadzi yerudzi iyi yakareba kusvika masentimita makumi maviri nemasere (25cm; 8.3 inches).[2]
Mhando dzeZvinyavada
chinjirudzaZimbabwe
chinjirudzaMu Zimbabwe kunowanikwa:[1]
- Hormuridae (zvinyavada zvematombo nemiti)
- Scorpionidae (zvinyava zviri burrowing)
- Buthidae (zvinyavada zvakakora)
Mhando dze Hormuridae[1]
chinjirudza- Ma Hadogenes
- Ma Opistacanthus
Mhando dze Scorpioninadae[1]
chinjirudza- Opistophthalmus
Mhando dze Buthidae[1]
chinjirudza- Ma Hottentotta (anowanzo wanikwa)
- Hottentotta trilineatus (eastern nomad scorpion),
- Uroplectes flavoviridis (the yellow lesser thick-tail scorpion)
- U. planimanus (orange lesser-tailed)
- U. vittatus ( stripped lesser thick-tailed) is found under the bark of trees.
- U. flavoviridis (ndee ruvara zerere wakatisvibirei, kusvika pahuroro, uye mamwe acho ndee huroro kusvika ruvara rweranjisi nema mara matema. Zvinyavada izvi ndizvo zvinokonzera (pamwe) ma-stings akanyanya.
Parabuthus (ane muswe gobvu) mhando dzine huturu hwakanyanya hwavanoshandisa kukurira mhuka dzavanotapa nekudzinga vadzivisi nekudziruma.[1]
Mhando dze Parabuthus[1]
chinjirudza- Parabuthus mossambicensis
- Parabuthus transvaalicus
- Parabuthus granulatus
- Parabuthus kuanyamarum
Parabuthus granulatus[1]
- ndee ruvara mbise
- Akareba kusvika 75-115 mm
- Akatetepa
- Ndiwo manyavhute ane huturu hwakanda kuChamhembe cheAfrkia (asi huwandu hwehuturu hunoburitswa hunenge chikamu chetatu cheicho chinoburitswa ne P. Transvaalicus).
Mifananidzo
chinjirudza-
Madzishe Nyavada (Pandinus imperator) = yekuGini
-
Nyavada yedombo (Hadogenes troglodytes) yekuSouth Africa
-
(Parabuthus granulatus) yeKuzimbabwe ineUturu hukuru kudarika dzimwe.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaShambala vanoti kisusa (n. scorpion) kureva chinyavada.