Chipango izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Kudzai Chipango; Chisengo Chipango; Constance Chipango.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.