Chipatara (Hospital) inzvimbo inochengetwa nokurapwa vanhu vanorwara.

Chipatara

Vanoshanda muzvipatara vanosanganisira mukoti, chiremba, nyamukuta nevamwewo.