Nyamukuta

Nyamukuta kana muchingi (midwife) munhu anoita basa rokubata nemadzimai panguva yokunge vari kuzvara mwana achibuda. Ana nyamukuta vanovamba nezvidzidzo zvokuva mukoti vachizowedzera kuti vaite mabasa ekusunungutsa madzimai.

Midwife home appointment.jpg

TsikaEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • Vatauri veSwahili vanoti mzalisha wazalisha (midwife) kureva nyamukuta.
  • VaHerero vanoti okukuta kana kuta (v. to bind, fetter, fasten, to bundle, tie together).
  • VaHerero vanoti omukuta (n. a bundle, sheaf).
  • VaHerero vanoti kutura (v. to unbind, unfasten, to unbundle).