Chipesi sezita
Chipesi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Daivd Chipesi; Mutsa Chipesi; Gift Chipesi; Sandra Chipesi.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- VaLamba vanoti chipesi (n. light hole; window; fissure, crack).