Hupoteri

(runangakatsva kubva kuChipotero)

Mupoteri munhu ari kutiza njodzi dziri panzvimbo kana munyika yaanogara kuenda kumwe kwaari kutsvaga pokutizira paanokwanisa kurarama zvisina njodzi dzaari kutiza. Vapoteri vanotiza njodzi dzakasiyana dzinosanganisira: hondo; nzara; kushushwa kana kuurayiwa nekuda kwenyaya dzematongerwo enyika; baradzarudzi kana kushaikwa kwehushavi hunopa raramo yakanaka.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Rugurupiro (relief; alleviation, ease, or deliverance through the removal of pain, distress, oppression, etc.) apa kureva rubatsiro kana ruyamuro runodzikinura vanhu kubva kune zvanga zvichivatambudza.
  • Chipotero (1. Person or place to which one goes for protection. 2. Intermediate stage or place between poimt of departure and end of journey).

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • MaZulu vanoti phepha (escape) kureva kutiza. Bor inoti bota (n. rescue; help) zvichida vanoreva kupotera.
  • MaZulu vanoti phephela (take refuge in, escape to) kureva kupotera.
  • MaZulu vanoti isiphephelo kana iziphephelo (Stronghold, refuge, shelter; salvation) kureva chipotero.
  • VaGwere vanoti kusenga (take refuge at; move in & settle at s.b.’s home, sometimes in a wantonly manner, with the intention of obtaining sustenance, shelter or safety from hardship or danger) vachireva kupotera.