Chiranga sezita
Chiranga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neMozambique.
- Vanhu vane zita iri: Tapiwa Chiranga; Farai Chiranga; Candido Chiranga; Chipo Chiranga.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrica inotodzana mazwi.
- Nyanja inoti chiranga (n. young hippopotamus, of a red colour, so called from its colour).
- Nyanja inoti chirangiro (n. a rod) - zvichida kureva shamu.
- Nyanja inoti chirango (n. instruction). Mamwe mazwi: chirangali (n. flame of fire).