Chiratidzo chechihutonganyika

Chiratidzo chechihutonganyika (kureva political demonstration) kana chiratidzo cheupholi chiitiko chemapoka ehuwandu kana unganidzo ye mapoka evanhu pamusoro pekusarura zvehutonganyika kana zvimwe zvikonzero kana futi kubatirapamwe kwe vanhu pamusaka pechikonzero chakakosha; zvinowanzo sanganisa kufora kwehuwandu hwevanhu mufomesheni uye ichitanga kana kuti vanhu vachizosanga poyindi yemsangano, kana rhali, kuita kuti vanhu vakwanise kunzwa vatauri. Zvakasiyana nekusanga kwehuwandu wevasangani.

Chiraitdzo cheupholi muSiera-Leyoni muna 1968

Ringai zve: chinjirudza