Kare vanhu vatema vaichengeta mombe sehupfumi. Mombe dzaive dzekudya nyama pamwe chete nekukama mukaka. Asi pakauya varungu, vanhu vatema vakatanga kusunga mombe kuti dzidhonze zvirheyi. Asi nekufamba kwenguva, zvakaonekwa kuti zvirheyi zvakanga zvichikonzera kukurwa kwevhu zvekuti kubva muna 1957, zvirheyi zvakanga zvisisabvumidzwe. Zvirheyi zvakazotsiviwa nengoro.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Lozi vanoti silei (n. sleigh, sledge for goods) kureva chirheyi.