Ngoro
Ngoro (trailer, wagon, cart) zvinoreva chisengero chine mavhiri chinodhonzwa kungava nemombe, madhongi, mabhiza, motokari, chitima kana ngavi yerudzi réuni zvayo.
- Varimi vansoshandisa ngoro kutakura mbesa kubva kumunda, uye kutakura mbeu, mishonga nefotereza. Chitima chinodhonza ngoro dzinosenga vanhu nanhumbi.
- Rhori dzinodhonza ngoro dzinosenga nhumbi.
Tsika
chinjirudza- Muimbi Thomas Mapfumo akaimba rwiyo: Chava chamutengure vhiri rengoro.