Chiri Kutonga
Chiri Kutonga (to be prominent, leading) zvichitaurwa pamusoro pechinhu chiri kutungamira panguvayo maringe nezvinhu zvinoshaviwa nevanhu. Sokuti mazuvano ane mari ndiye ari kutonga.
- Mazuvano keshi iri kunetsa kuwana mari dzepafoni ndidzo dziri kutonga.
- Kuchine mabhazi mangani nhai, mushikashika uri kutonga.