Chirimunjiri

Chirimunjiri izita rinowanikwa munyika yeZimbabwe.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Izwi rokuti ijiri (vegetable species that is used for sauce; vegetable sauce that is somehow bitter).