Chirindo sezita
Chirindo izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Maurice Chirindo; Kenias Chirindo; Rudo Chirindo; Rutendo Chirindo.
- Kurinda (to watch over, guard) kutarisa nzvimbo nechinangwa chekudzivirira.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- VaLamba vanoti chilindo kana lupingwe (n. watchman's stage, platform with shelter hut).