Chironzi izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe neMozambique.

  • Vanhu vane zita iri: Marshall Chironzi; Mark Chironzi; Washington Chironzi; Nomsa Chironzi.
  • Mazwi ari pedyo: Chironzo sezita; chironzo, muronzi, kuronza.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Sangho inoti lonzi (v. correct; censor; organize; classify). Mamwe mazwi: lonzilo (n. censorship; correction).
  • Sangho inoti lonzingo (n. rectification).