Chironzo izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe neMozambique.

  • Vanhu vane zita iri: Chiedza Chironzo; Tammy Chironzo; Carla Chironzo; Moses Chironzo.
  • Mazwi ari pedyo: Chironzi sezita, chironzo, Muronzi sezita.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Sangho inoti lonzi (v. correct; censor; organize; classify). Mamwe mazwi: lonzilo (n. censorship; correction).
  • Sangho inoti lonzingo (n. rectification).