Chisika izita remhuri rinowanikwa muZambia, Uganda neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Chipo Chisika; Claire Chisika; Nekesa Chisika; Shadrack Chisika.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • VaLamba vanoti chishika mulilo (n. lighter of fires i.e. a house servant).
  • VaNande vanoti erisika (n. be firm and solid, be important).