Chisoni izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Zambia neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Chisoni Sakala; Chisoni Mumba; Chisoni Phiri; Everisto Chisoni.
  • Zvichida izwi rokuti kushonongora rinotodzana nezita iri.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaBukusu vanoti eesoni (n. shame, shyness, disgrace).
  • Lenje vanoti soni (n. shame, modesty, pity, sympathy, sadness).