Chitende sezita
Chitende izita remhuri rinowanikwa muAngola.
- Vanhu vane zita iri: Vonai Chitende; Maud Chitende; Joaquim Chitende; Tendai Chitende.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.
- Bemba vanoti citende (n. heal) kureva chitsitsinho.