Chitendero chechiKristu

Chitendero chechiKristu (Christianity).

Panguva yemukorezana wegumi nenhanhatu (16th Century) mamishenari echiPutukezi esvondo yeKatorike (Roman Catholic) akaedza kutendeutsa vanhu vemuzinda waMutapa kuchiKristu. Asi zvakanga zvakaoma kuti vatendeutse vanhu nekuti vanhu vazhinji vakanga vakabatira mutsika nehunhu hwavo.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaMambwe vanoti mulondezi (a follower, disciple) kureva mudzidzi.