Chitsa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Peter Chitsa; Tendai Chitsa; Hardwork Chitsa.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaNande vanoti kitsa (n. the twin who is born second) kureva mupatya akazvarwa.
  • VaBemba vanoti musolilo (n. ember) kureva chitsiga.