Chitsuwa che Hatoma (Chijapani: 鳩間島, Hatoma-jima; Chiyaeyama: Patuma; Chiokinawa: Hatuma) chitsuwa chidoko che Zvitsuwa zve Yaeyama. Sepamutemo, chiripasi pe Ridunhudiki re Taketomi, Ufuke we Okinawa, Japani.