Nhungamakore

(Redirected from Chitundumusere)

Nhungamakore kana chitundumusere (rocket) inoshandiswa kufamba kubva pano pasi kuenda muchadenga kunzvimbo dzakadai semwedzi nemimwe mitumbi iri muchadenga.