Chituwa sezita
Chituwa izita revanhu rinowanikwa kuZambia neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Margret Chituwa; Chituwa Salasini; Chituwa Kawimbe; Chituwa Mwamba.
Mitauro yeAfrika chinjirudza
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.