Chivakamberi zha
Mazwi anoshandya chivakamberi zha.
- Chakezha izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Chikengezha izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Chikozha izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Chigozha izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Gengezha (a broken gourd) kureva mukombe wakaputsika.
- Mazhazha izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Mashezha izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Chikwingwizha - kune nzvimbo inonzi Chikwingwizha kuMidlands.
- Gwingwizha - kune musha unonzi Gwingizha kuChiweshe, Mashonaland Central.
- Gwangwava izita rinowanikwa muZimbabwe. KuChiweshe kune musha unonzi Gwangwava.
- Mandizha izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Zhangazha izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.