Zhangazha
Zhangazha izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vakakurumbira vane zita iri: Takura Zhangazha munyori wezvematongerwo enyika. Wongai Zhangazha munyori wemapepanhau.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- MaZulu vanoti shanga (ideophone. 1. of momentary appearance; 2. of wandering about).
- MaZulu vanoti shangasha (Wander about, rove about). Fananidzai nezita rokuti Zhangazha?
- MaZulu vanoti Yilokhu ehambe ekuseni washangasha yonke imizi efuna utshwala (He left in the morning and kept wandering about from village to village looking for beer).