Chivango sezita
Chivango izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Mozambique neAngola.
- Vanhu vane zita iri: Miguel Chivango; Alberto Chivango; Anesu Chivango; Sarudzai Chivango.
- Mazwi ari pedyo: Chivanga, Chivangu sezita.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Umbundu inoti ocivango/ondindimo (n. thunder) kureva mabhanan'ana. ]