Chiweda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Daniel Chiweda; Matthew Chiweda; Jonathan Chiweda; Joshua Chiweda; Joel Chiweda; Sharon Chiweda; Grace Chiweda; David Chiweda & Josephine Chiweda

Mitauro yeAfrica

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Gaam vanoti weda (n. 1. beauty, joy, goodness; 2. adj. good, beautiful) kureva hunaku.