Hunaku (kureva good; goodness) Hunake, pakazhinji, zanodzamu rekuti hunaku rinoreva hwuitiro hwunofanhira kusarudzwa paye panosangana munhu neshananguro pakati pezviito zviviri. Hunaku paunjee hunowanzonzi chipokano kana rushaikwa kwe muzeredzwa hwavo uvi uye indaba yekufunda vunyire, umorali, ugondamano, uye chinamato. Chirevo chaicho ne unenaruvambo weneno uye zvishanduro zvayo pakati pemitauro yekare ne yanhasi zvinorakidza kusiyana kwakatiwandei mu-inflection yayo ne chirevo chayo, zvichienderana nemamiriro enzvimbo ne nhoroondo, kana ugondamano kana chinamato chenguva iyoyo.

Mashoko chinjirudza

  • Zanodzamu - kureva "concept; abstract idea" kubva pamashoko okuti zano ridzamu
  • Hwuitiro - "conduct; way of doing"
  • Shananguro - choice(s)
  • muzeredzwa - complement