Chunga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Bondei inoti machunga (n. oranges) kureva maorenji.
  • VaDigo vanoti chunga (garden, cultivated area) kureva bindu. Mamwe mazwi: chunga (n. lunch).
  • VaSwahili vanoti machunga kana machungani (pastureland).