Dare reMabhuyo

(runangakatsva kubva kuDare reMirawo)

Dare reMabhuyo kana Dare reMirawo Parliament of Zimbabwe ndiyo nzvimbo inosangana vamiriri vakavhoterwa nevanhu kuti vava vanomirira zvido zvevanhu kudare reParamende. Chivakwa ichi chiri pakati peguta reHarare.

Kuturukira Zita

chinjirudza

Mukutaura mazuvaose tinoturikira tichiti Paramende. Shoko rokuti Parliament rinobva kushoko reFrench yakare rinoti parle richireva to speak, apa kureva kuti paramende imba inosangana vamiriri vematunhu ekuvhota vachitaura zvakakosha zvenyika nezvematunhu avanomirira. Kutsvaga zita idzwa rinotaura neChiShona tingati imba iyi inganzi Dare reMabhuyo, apa mabhuyo zvichirevera nhau kana mashoko akakosha emusha. Shoko rokuti mabhuyo (interesting matter of conversation) rinoreva misoro yenhaurwa (kana mhaka) yakakosha inokwezva vateereri nemakurukota.

Mitauro yeBantu

chinjirudza