Dilraba Dilmurat
Dilraba Dilmurat (Chioyighe: دىلرەبا دىلمۇرات, Dilreba Dilmurat; Chipinyin: Dílìrèbā Dílìmùlātí; akazvarwa Chikumi 3, 1992), anoziikanwa muChichayina sa Dilireba (Chichayina Chinyore: 迪丽热巴; Chichayina Chitambidzanwa: 迪麗熱巴: Dílìrèbā;), muekitresi wechiChayina pamusoro pezvo muhosti, mudzani, uye mumodhela we rudzi rwechiOyighe (Uyghur).