Dlamini

Mazita eMhuri

Dlamini izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, South Africa neEswatini.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mamwe mazwi.

  • MaZulu vanoti uDlamini (dla +loc. imini, lit. midday eater) vachireva munhu anodya masikati.
  • MaZulu vanoti indlamini (Midday meal, lunch).
  • MaZulu vanoti Dlamini (1. A clan name, ancestral name; 2. Dlamini tribe).