Dombodzvuku izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tafadzwa Dombodzvuku; Rudo Dombodzvuku; Graham Dombodzvuku; Christian Dombodzvuku.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaVenda vanoti tswuku (n. red) vachireva tsvuku.
  • VaVenda vanoti tombo kana matombo (n. stone) vachireva dombo.