Domboshava

Domboshava inzvimbo iri kumaruwa aShe Chinamhora kumaodzanyemba kweHarare. Zita rokuti Domboshava rinotodza makomo akaumbwa nematombo matsvuku anowanikwa mudunhu iri.

Misha yeDomboshavaEdit